Marambakuyana izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Marambakuyana - zvinoreva munhu anoramba kuyanana kana kuregererana.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaMambwe vanoti -yana (to adapt, accommodate).
  • VaMambwe vanoti -yana (to be of proper size, shape, measure).
  • Baila vanoti kuyanana (n. communion) vachireva kuyanana kana kugarisana.