Mashaire
Mashaire izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Chaira kana chishashavira (urge to imitate).
Mitauro yeBantu chinjirudza
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.