Mashonaland West Province

Mashonaland West

Mashonaland West rimwe rematunhu makuru ari munyika yeZimbabwe.

Dunhu Guru reMashonaland West rine nharaunda ye57,441 kmĀ² nehugari hungango kwana hwemamirioni 1.2. Chinhoyi iguta guru mudunhu iri.

Mashonaland yakagovaniswa kuita matunhu madiki mana Chegutu, Hurungwe, Kadoma, Kariba, Makonde neZvimba iripakati, zvichisanganidza guta reChinhoyi..