Mboko izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neCongo, Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Alembe Mboko; Victoire Mboko; Farai Mboko; Tinashe Mboko; Fadzai Mboko.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Zaar vanoti mbok (adj. cantankerous: bad-tempered; argumentative and uncooperative). Fananidzai nokuti mboko?
  • Kikongo vanoti mboko (n. joint in the limbs).
  • Maconde inoti imboko (n. louse) kureva inda.