Zaar kana Saya mutauro uri mumhuri yeChadic unowanikwa kuNigeria.

  • Zaar vanoti cika (v. do a lot). Fananidzai nokuti kuchikichira?
  • Zaar vanoti kjau (adj. good) kureva chakanaka.
  • Zaar vanoti marwa (n. millet) kureva rukweza.
  • Zaar vanoti dzaŋ̩ (n. day) kureva musi.
  • Zaar vanoti gwate (n. potage) kureva muto mukobvu.
  • Zaar vanoti mur (n. man) kureva murume.
  • Zaar vanoti bwa (v. choose) kureva kusarudza.
  • Zaar vanoti guda (n. unit) kureva chimwe. Zaar vanoti mel (adj. near) kureva pedyo.
  • Zaar vanoti ndʒol (v. leave, go out) kureva kubuda.
  • Zaar vanoti kâm (n. friend) kureva shamwari. Fananidzai nokuti hama?
  • Zaar vanoti gùŋ̩ (n. chief) kureva ishe. Zaar vanoti mbuni (adj. good) kureva chinaku.
  • Zaar vanoti vàrì (adj. big) kureva guru. Zaar vanoti vàtì (adj. void) kureva demhe.
  • Zaar vanoti ndúri (adj. clipped; shortened, abnormally short; broken) kureva chakapfupiswa.
  • Zaar vanoti mbok (adj. cantankerous). Fananidzai nokuti mboko?
  • Zaar vanoti mbori (adj. undercooked flour) kureva mbodza.
  • Zaar vanoti ndará (adj. be proper; well) kureva chakarungama.
  • Zaar vanoti tsananin (extremely) kureva kunyanya.
  • Zaar vanoti mondá (many; much) kureva zhinji. Zaar vanoti káwâj (adj. merely) kureva badzi.
  • Zaar vanoti dingá (keep on) kureva kupfuurira mberi.

Kududza Mafambiro

chinjirudza
  • Zaar vanoti nda (v. get in) kureva kupinda. Mamwe mazwi: ta (v. go up) kureva kukwira.
  • Zaar vanoti su (v. turn) kureva kupinduka. Mamwe mazwi: ndʒol (v. go out; leave) kureva kubuda.
  • Zaar vanoti tu (v. arrive) kureva kusvika. Mamwe mazwi: kir (v. run) kureva kumhanya.

[1]

  1. https://shs.hal.science/halshs-00647526/file/CARON_Zaar_SKETCH_2013-10-02.pdf