Kokorodzano

(runangakatsva kubva kuMbungano)

Kokorodzano (Congregation, gathering of living things) zvinoreva gungano kana kuungana kwevanhu kana mhuka.

Shoko iri tinokwanisa kushandiswa kuturikira inonzi congress kuEnglish. Nokumwe kutaura tingati guruundano.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Kokorodzano yeKereke gore rino iri kuitirwa kuSanyati.
  • Vanhu vanokokorodzana nokuita gungano guru pamuzinda wachangamire.

Kurerutsa Mitauro yeBantu chinjirudza