Mhinga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neSouth Africa.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • VaBemba vanoti pinga (carry heavy). Lenje vanoti pingila (block or obstruct; fasten or bar a door).
  • Shambala vanoti minga (n. time) kureva nguva. Sokuti: minga inu (now); minga yoshe (ever). VaTsonga vane zita rinonzi Mhinga.
  • Swahili inoti mpinga (one who obstructs; reactionary; revolutionary) vachireva uyo anopinga.
  • Swahili inoti mpingani kana mpinzani (opponent, advesary) vachireva uyo anopinga. Nyanja inoti mpinganjira (n. obstruction in the way).
  • Nyanja inoti mpinga (n. a gourd with long handle attached, with which to draw water from afar for fear of crocodiles - drawing water from high river bank).
  • Lubwisi vanoti kuhinga (v. Exchange). Vanoisa h pamwe patinoisa p.