Muchidzidzo cheMutemo, mhondi zvinoreva munhu akauraya mumwe munhu achiziva achida; apa zvichitaura kuuraya munhu asina mhosva yaakapara inotongerwa rufu, uye kuuraya kusiri kwehondo.

  • Izwi rokuti mbulayi (killer; murderer) rinotaurwa kuKalanga richireva mhondi.
  • Nzimba (lurking place; 2. a place of hiding, usually for the purpose of murder).

Mitauro yeBantuEdit