Mhumhi (Wild dogs in English) imhuka yemusango inoita kunge imbwa yakapendewa. Mhumhi dzinowanikwa muAfrica chete mumasango asina miti yakawanda.

Mhumhi

Mhumhi dzinokura kuita huremu hunosvika 18–36 kg. Pamapendekete dzinoreba kusvika 75cm uye dzakareba 75-140cm kubva kumusoro kusvika kubesu. Mumhi dziri kuchamhembe dzakakura kudarika dziri kuMabvazuva nekumadokero kweAfrica.

Mutauro weShona wakazoita zve kuti mhumhi ive zita redzimwe mhuka dzechirungu dzinenge maWolf.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Chiponerwo chadzo mhumhi kuti dzinovhima dziri danga. It's the nature of wild dogs to hunt in a pack.

Mitauro yeBantu chinjirudza