Nomwe
(runangakatsva kubva kuMinomwe)
Nomwe kana kuti Chinomwe inhamba inotevera nhanhatu iyo yoteverwa nesere.
7 |
---|
Tsika
chinjirudzaMitauro yeAfrika
chinjirudza- Nyungwe inoti nomwe (n. seven) kureva nomwe. Izon inoti sọ́nọmà (n. seven) kureva nomwe.
- Lingala inoti sambo (seven) kureva nomwe. VaGulu inoti mfungati (seven) kureva nomwe.
- IsiZulu inoti isikhombisa (n. Seven). Mamwe mazwi: isikhombisa (Index-finger, forefinger; pointer, indicator). Fananidza nokuti chikombedzi?