Mnangagwa

Mnangagwa izita remhuri muZimbabwe.

Vanhu vakakurumbira vane zita iri: President Emmerson Dambudzo Mnangagwa.

Mitauro yeChiBantuEdit

  • VaDigo vanoti nanga (an anchor).
  • VaLugungu vane izwi rokuti nanga (n. Anchor, something that prevents a canoe from moving).
  • Igwa zvinoreva bwato (canoe).
  • Mazwi okuti nangahwa (weed) rinotaurwa mururimi rweMaconde. Kuti izwi iri rine chekuita nezita rokuti Mnangagwa?
  • Zvichida zita rokuti Mnangagwa rinoreva Anchor for a canoe?