Mpingo sezita
Mpingo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Congo Kinshasa, neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Rudo Mpingo; Enia Mpingo; Milka Mpingo; Madalitso Mpingo.
- Mazwi ari pedyo: Mpinga sezita.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Swahili inoti mpinga (one who obstructs; reactionary; revolutionary) vachireva uyo anopinga.
- Swahili inoti mpingani kana mpinzani (opponent, advesary) vachireva uyo anopinga. Nyanja inoti mpinganjira (n. obstruction in the way).
- Nyanja inoti mpingo (n. crowd of people; a multitude). Mamwe mazwi: mpingu (n. bad omen - that which crosses the road and is considered unlucky).