Mpinga sezita
Mpinga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Congo Kinshasa, Rwanda neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Leah Mpinga; Soso Mpinga; Joyce Mpinga; Prince Mpinga.
- Mazwi ari pedyo: Mpingo sezita, Mhinga sezita.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Swahili inoti mpinga (one who obstructs; reactionary; revolutionary) vachireva uyo anopinga.
- Swahili inoti mpingani kana mpinzani (opponent, advesary) vachireva uyo anopinga. Nyanja inoti mpinganjira (n. obstruction in the way).
- Nyanja inoti mpinga (n. a gourd with long handle attached, with which to draw water from afar for fear of crocodiles - drawing water from high river bank).