Mpfofu izita rinowanikwa kuZimbabwe neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Josiah Mpfofu; Lindiwe Mpfofu; Moris Mpfofu; Ashton Mpfofu.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.