Mponda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Dixon Mponda; Lynn Mponda; Tina Mponda; Vimbai Mponda.
  • Mazwi ari pedyo: Lupondo sezita.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nyanja inoti mponda (a punting-pole for propelling canoes) kureva chimuti chinoshandiswa kusunda bwato. Shambala inoti lupondo (n. punting-pole).
  • Nyanja vanoti kuponda (propelling canoes with a punting-pole) kureva kusunda bwato nechimuti chirefu chinobayirwa murwizi.
  • Kikongo inoti mponda (n. slaughter, manner of slaying, murder, killing, execution) kureva nzira yekuuraya.
  • Chewa inoti mponda (a species of gourd, without a handle). VaLuba vanoti mponda (n. millet) kureva rukweza.
 
Murume akabata mponda wekusunda bwato - Cambridge, England