Mtali sezita
Mtali izita revanhu rinowanikwa kuZimbabwe, Tanzania neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Irvine Mtali; Michael Mtali; Joshua Mtali; Chrissie Mtali, Joyce Mtali.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
Mazita ari Pedyo
chinjirudza- Mudari sezita remhuri.
- Mtali sezita remhuri.