Bwile mutauro weBantu unowanikwa kuDemocratic Republic of Congo neZambia.

  • Bwile vanoti katapa (adj. green) kureva grini.
  • Bwile vanoti mulopa (n. blood) kureva ropa.
  • Bwile vanoti fionse (adj. all) kureva zvose.
  • Bwile vanoti kabwa (n. dog) kureva imbwa.
  • Bwile vanoti kulia (v. to eat) kureva kudya.
  • Bwile vanoti nda (n. louse) kureva inda.
  • Bwile vanoti mutali (adj. long) kureva kureba.
  • Bwile vanoti luala (n. claw) kureva nzara dzemhuka.
  • Bwile vanoti kipia (adj. new) kureva chitsva.
  • Bwile vanoti mwine mushi (n. headman) kureva samusha.
  • Bwile vanoti nganga (n. medicine man) kureva n'anga.
  • Bwile vanoti ngila (n. path) kureva nzira.
  • Bwile vanoti kiusi (n. smoke) kureva hutsi.
  • Bwile vanoti dibwe (n. stone) kureva ibwe.
  • Bwile vanoti kusamba (v. swim) kureva kushambira.
  • Bwile vanoti ludimi (n. tongue) kureva rurimi.
  • Bwile vanoti mukasi kureva mukadzi.
  • Bwile vanoti kasuba (n. sun) kureva zuva.
  • Bwile vanoti kulala (v. to sleep) kureva kurara.
  • Bwile vanoti kupa (to give) kureva kupa.
  • Bwile vanoti pepo (adj. cold, frigid, chilly) kureva kutonhora.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Bwile vanoti likumbi (n. cloud) kureva makore.
  • Bwile vanoti musisi (n. hair) kureva vhudzi.
  • Bwile vanoti mutima (n. heart) kureva moyo.
  • Bwile vanoti mbuto (n. seed) kureva mbeu.
  • Bwile vanoti kushika (v. burn) kureva kupisa.
  • Bwile vanoti tanda (n. star) kureva nyenyedzi.
  • Bwile vanoti kusweka (v. be white).

[1]

  1. https://www.africamuseum.be/sites/default/files/media/docs/research/human-sciences/culture-society/lexico_bantu/M/M401_bwile.pdf