Utsi, hutsi kana chiutsi (smoke) zvinoreva mupfunga unotuguka panobvira moto kuchitsva zvinhu zvakadai sehuni, mafuta, mapepa, machira zvichingodaro.

ZvirevoEdit

  • Hapana hutsi husina moto.

Mitauro yeBantuEdit