Muunga
(runangakatsva kubva kuMubayamhondoro)
Muunga (kureva Acacia karroo; Vachellia karroo) kana Muhunga, imhando ye Vhasheliya (kureva Vachellia), inowanikwa kuchamhembe kwe Afurika kubva kuchamhembe kwe Angola kusvika Afurika Chamhembe.
MuZimbabwe inodanwa nemazita akasiyana zvichiendarana nomutauro wevadani, mamwe mazita ayo eChishona anosanganisa mubayamhondoro kana muzunga. Vandebele vanoudanawo vachiti Umlaladwayi, Umpumbu uye kana Umsasane [1]
Unowanzo sanganiswa ne mumwe muti unonzi pachisainzi Acacia nilotica kana Vachellia nilotica - mubayamhondoro paChishona.
Mitauro yekuAfurika
chinjirudzaMabviro eruzivo:
chinjirudza- ↑ Hyde, M.A., Wursten, B.T., Ballings, P. & Coates Palgrave, M. (2022). Flora of Zimbabwe: Species information: Acacia sieberiana var. woodii. https://www.zimbabweflora.co.zw/speciesdata/species.php?species_id=126200, Yakaringwa 2020