Muunga

(runangakatsva kubva kuMuhunga)

Muunga (kureva Acacia karroo; Vachellia karroo) kana Muhunga, imhando ye Vhasheliya (kureva Vachellia), inowanikwa kuchamhembe kwe Afurika kubva kuchamhembe kwe Angola kusvika Afurika Chamhembe.

Template:Center
Template:Center
Template:Center

MuZimbabwe inodanwa nemazita akasiyana zvichiendarana nomutauro wevadani, mamwe mazita ayo eChishona anosanganisa mubayamhondoro kana muzunga. Vandebele vanoudanawo vachiti Umlaladwayi, Umpumbu uye kana Umsasane [1]

Unowanzo sanganiswa ne mumwe muti unonzi pachisainzi Acacia nilotica kana Vachellia nilotica - mubayamhondoro paChishona.

Mitauro yekuAfurika

chinjirudza
  • VaVenda vanoti muunga (acasia - family of thorn trees).
  • Chopi vanoti munga (n. the yellow mimosa).
  • Afrikaans vanoti Doringboom, Soetdoring kana Doorn boom kureva muunga.

Mabviro eruzivo:

chinjirudza
  1. Hyde, M.A., Wursten, B.T., Ballings, P. & Coates Palgrave, M. (2022). Flora of Zimbabwe: Species information: Acacia sieberiana var. woodii. https://www.zimbabweflora.co.zw/speciesdata/species.php?species_id=126200, Yakaringwa 2020