Mufumo izita rinowanikwa muZimbabwe neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Moises Mufumo; Bradley Mufumo; Chipo Mufumo; Christopher Mufumo.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrica inotodzana mazwi.

  • Giryama inoti mufumo (n. seam) kureva musono. Mamwe mazwi: mufumo (n. web).
  • VaSwahili neVaDigo vanoti fuma (weave, knit, crochet, embroider; plait, braid; sew together) kureva kusona.
  • Swahili inoti fumua (1. loosen, untie, unravel, undo, unroll).