Miko

(runangakatsva kubva kuMuko)

Miko (Obligations in a Vow) zvinoreva mirawu kana tsika dzinofanirwa kucherechedzwa nemunhu anenge aita mhiko. izwi iri rinorevawo zvinotevedzwa nemunhu anenge apiwa mushonga kun'anga.

Mitauro yeAfrika chinjirudza