Mhiko kana Chigondiso pachiNdau (vows) zvinoreva zvitsidzo zvinoitwa pakati pevanhu vari kuwirirana kufamba kana kubata vese pane chinhu chiri kutaurwa nezvacho. Mhiko dzinonyanya kutaurwa imhiko dzemuchato asi kune dzimwewo mhando dzemhiko dzinoitwa.

  • Vabati vakuru vehurumende vanoita mhiko kunyika dzavo kana vachitanga kupinda pazvigaro.
  • Vatungamiri venyika vanoitawo mhiko kana vachitanga kupinda pachigaro.

Mamwe Mazwi chinjirudza

Mitauro yeBantu chinjirudza