Mukonge
Mukonge izita remhuri rinowanikwa kuUganda.
- Vanhu vane zita iri: Olive Mukonge; Eric Mukonge; Jimmy Mukonge.
- Mazita ari pedyo: Chikonge, Makonga sezita, Magonga sezita, Konga, Rukonge.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Umbundu inoti kongela (v. put together; unite) kureva kukumbanidza. Umbundu inoti kongola (n. collect, collect debts).
- Umbundu inoti ocikonge (n. Mustering camp). Mamwe mazwi: konga (n. muster, assemble) kuunganidza bato nekuverenga varipo nevasipo.