Chikonge
Chikonge izita revanhu kuZambia neAngola.
- Vanhu vane zita iri: Meda Chikonge; Dominic Chikonge; Esther Chikonge; Thomas Chikonge.
- Mazita ari pedyo: Makonge.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Digo inoti kikonge (n. kingpin; s.t. that is most essential, central, or important to the success of a group, undertaking, operation, or organization).
- Digo inoti kukongobala (v. stunt, become dwarf; stop the growth of s.t). Umbundu inoti kongela (v. put together; unite) kureva kukumbanidza.
- Umbundu inoti ocikonge (n. Mustering camp). Mamwe mazwi: konga (n. muster, assemble) kuunganidza bato nekuverenga varipo nevasipo.