Makonge izita remhuri rinowanikwa kuTanzania neKenya.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kiwanga inoti makonge kana omakonge (n. sisal plants) kureva makonje. Umbundu inoti kongela (v. put together; unite) kureva kukumbanidza.
  • Umbundu inoti ocikonge (n. Mustering camp). Mamwe mazwi: konga (n. muster, assemble) kuunganidza bato nekuverenga varipo nevasipo.
  • Duala vanoti konge (n. something whose origin is unknown) chinhu chisingazivikanwe kwachakabva.