Gonje

(Redirected from Makonje)

Gonje (Sisal plant and fibre) idzinde rine mapazi mazhinji akaita semashizha makobvu ane munyepfu wakaputira shinda pakati pawo. Makonje anokura munzvimbo dzisina mvura yakawanda; vazhinji vanoadyara seruzhowa rwakakomberedza musha. Rimwe zita remakonje rinonzi shayamhanda.

Agave sisalana MS4043.JPG

Mitauro yeBantuEdit

  • Kiwanga vanoti makonge kana omakonge (n. sisal plants) vachireva makonje.
  • Kiwanga vanoti obukokhwe (n. fibre of sisal plants) vachireva shinda yemakonje.