Mususu

(runangakatsva kubva kuMukonono)

Mususu (n. Terminalia sericea) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe neSouth Africa. Muti uyu unoita maruva eYellow anobuda kubva September kusvika January. Vamwe vatauri vanodana muti uyu namazita anoti mangwe; mutabvu; kana mukonono.

Close-up of the inflorescence, December
Muchero unoibva muna February
  • Muti uyu unonzi unorapa zvmwe zvirwere zvepabonde.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • Venda vanoti mususu (n. Terminalia sericea) kureva muti wemukonono. BaPedi vanoti mogonono kureva mukonono.
  • IsiNdebele vanoti Umangwe (n. Terminalia sericea) kureva muti wemukonono.
  • VaTsonga vanoti nkonono kana konono (n. Terminalia sericea) kureva muti wemukonono.

Zvakakochekwa

chinjirudza

https://www.zimbabweflora.co.zw/speciesdata/species.php?species_id=142210