Mukowa sezita

(runangakatsva kubva kuMukowa, zita remhuri)

Mukowa izita rinowanikwa muZimbabwe neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Nana Mukowa; Carnell Mukowa; Simon Mukowa; Christabel Mukowa.
  • Mukowa (n. Kindness, mercy).
  • Mukowa kana mikowa (hard work, difficult undertaking, great task) basa risiri nyore kuita.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrica inotodzana mazwi.

  • Bemba vanoti umukowa (n. clan) izera rimwe kana dzinza.
  • VaLenje neBarotse vanoti mukowa (n. clan; family) vachireva dzinza kana mhuri. Nsenga vanoti mkowa (n. nation, tribe).
  • Fwe vanoti mukowa (n. age group; family) izera rimwe kana mhuri. Taabwa vanoti mukoa (n. race, family, tribe), rudzi kana mhuri.
  • Giryama inoti mukowa (n. leather band; strap; lace of sandal; thong, whip). Mamwe mazwi: ukowa (little straps). Kakowa (thong).