Mukuna
Mukuna izita remhuri muZimbabwe neDemocratic Republic of the Congo.
- Vanhu vane zita iri: Marco Mukuna; Tendai Mukuna; Jasper Mukuna.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Herero vanoti oku-kuna (n. cultivation, tillage). Mamwe mazwi: kuna (v. sow; seed). Kikongo kuna (v. plant) kureva kudyara.
- Herero vanoti omukune (n. cultivator; planter; sower; tiller; agriculturist). Mamwe mazwi: omukune (n. founder; beginner).
- VaZigula vanoti kukuna (shred; shredding). Mamwe mazwi: kukunika (shredable). Sokuti: Nazi ino yakunika (This coconut is shredable).
- VaZigula vanoti kukunisa (shred too much). Sokuti: Sikunisa nazi (I shredded the coconut too much). Kinande vanoti erikuna (v. push).
Mazita ari Pedyo
chinjirudza- Makunike izita remhuri.