Mukuta izita remhuri rinowanikwa kuZambia, Rwanda neDRC.

  • Vanhu vane zita iri: Enina Mukuta; Innocent Mukuta; Patson Mukuta; Portia Mukuta.
  • Mamwe mazita: Nyamukuta.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Duala vanoti mukuta (n. bag, pocket) vachireva chihomwe.
  • Herero vanoti mukuta (n. bundle; sheaf or sheaf-like). Mamwe mazwi: omu-kuta (suit of clothes).