Mukuwasha
Shoko rokuti mukuwasha kana mukwambo (son-in-law in English) zvinoreva murume akaroora mwanasikana wako.
Shoko iri rinoshandiswawo kutaura murume akaroora hanzvadzi-sikana yako.
TsumoChinjirudza
- Mukuwasha mukuyu usingaperi kudyiwa.
- Mukuwasha mukoko haaperi kudyiwa.
- Mukuwasha ibani rimwe zuva unoputsikirapo. The son-in-law is an (open) plain; one day you may land on it.
- Nyika mukanza haina mukwambo.
Mitauro yeBantuChinjirudza
- Barotse vanoti likwasha (n. bachelor, spinster - unmarried person - man or woman).
- Barotse vanoti bukwasha (n. state of an unmarried person - man or woman).
- Barotse vanoti bukwenyani (n. relationship between parents-in-law and children-in-law).
- Barotse vanoti mukwenyani (n. father-in-law, mother-in-law, parent-in-law; son-in-law, daughter-in-law; child-in-law).
- BaSotho vanoti mo-khoenyana (n. son-in-law) kureva mukuwasha.