Mulemba sezita
Mulemba izita remhuri rinowanikwa muZambia, Congo, Kinshasa neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Humphrey Mulemba; Alexious Mulemba; Mulemba Kandeke; Herve Mulemba.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.