Mun'ando
(runangakatsva kubva kuMumwando)
Mun'ando, mupondo, mubondo kana mumwando (n. Bauhinia petersiana. Perlebia petersiana. Large white bauhinia) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica, dzinoti: Congo, Kinshasa, Tanzania, Zambia, Malawi, neMozambique.
Kudya
chinjirudzaMhodzi dzemuti uyu dzinodyiwa kuBotswana. Vamwe vanokanga mhodzi dzacho vodzikuya kuita kofi. Matswana vanoshandisa mhodzi dzacho kusvina mafuta.