Mundima izita revanhu rinowanikwa kuDemocratic Republic of Congo.

  • Vanhu vane zita iri: Beatrice Mundima; Gracious Mundima; Sarhaa Mundima; Mundima Kakule.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaZigula vanoti mndima (n. a servant) kureva mushandi.
  • VaZigula vanoti mdima (n. a labourer). Mamwe mazwi: ndima (n. work).