Nyemba
(runangakatsva kubva kuMunyemba)
Nyemba (Cow pea) idzinde rinobereka mbeu inenge bhinzi rinowanikwa munzvimbo dzine mvura shoma kuAsia, Africa, South America, nekuchamhembe kweEurope.
Nyemba dzinorarama munzvimbo dzinodziya uye dzine mvura shoma. Nyemba dzinokura pane mumvuri saka dzichikwanisa kudyarwa pamwe nechibage, rukweza, donje, nzimbe kana mapfunde.
Tsumo
chinjirudza- Ruzambu kugara munyemba rwoti ndava nyembawo. A wild grass growing among beans (thinks), "I am a bean, too."
- Dzatsvokuuya nyemba kutsva dzarungwa. It is a lucky accident when beans get burnt after they have been salted.
- Anokanganwa mudyi wenyemba muoreri wamateko haakanganwi. The one who eats the beans will forget but not the one who gathers the shells.
- Kudya nyemba navauya dzinowana muzvimbiri wadzo. To eat beans with good people will make one suffer from repletion.
- Kudya nyemba navauya dzouya dzozvimbira nherera. To eat beans with good people will cause one to suffer like an orphan.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaNyakyusa vanoti niemba (wrap up) vachireva kupomba.
- VaNyakyusa vanoti niembula (disentangle) vachireva kupombonora.