Muzazati
(runangakatsva kubva kuMushangwa)
Muzazati, mugarahungwe, munyaganza kana mushangwa izita reTshivenda (n. Faurea saligna. African beech) remuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica dzinoti: Angola, Congo, Kinshasa, Rwanda, Burundi, Kenya, Tanzania, Malawi, Mozambique, Zambia neSouth Africa.
Mitauro yeAfrika
chinjirudza- IsiNdebele vanoti Umpembele, kana Isidwadwa (n. Faurea saligna. Willow beechwood) kureva kapfutsana.
Mapikicha
chinjirudza-
Makwati emuzazati -
Mashizha munguva yeMatsutso -
1. Portion of spike with unexpanded flowers 2. Petal and stamen 3. Pistil and squamae 4. Ovary laid open to show the solitary ovule 5. Nut with persistent style