Dandiranhanga
(runangakatsva kubva kuMutandira-Runhanga)
Mazwi okuti Dandiranhanga kana Mutandira-Runhanga ari kushandiswa pano kuturikira chinonzi ecosystem kuEnglish - izwi iri rinoreva rumana rwezvinyanhengo zvinorarama pamwe nezvisina upenyu zviri munzvimbo yakakomberedza. Izvi zvisina upenyu zvinosnaganisira: mvura; mweya wekufema; dhaga nematombo. Izvo zvinhu zvine upenyu neizvo zvisina upenyu zvine hukoche-koche kuburikidza nemadenderere eZvidyo (nutrient cycles) uye kushanduka kwesimba.
- Kupaka, kupakisa (to feed a child).
- Kukika kana kukwika (stuff with food).
- Madenderere eMhakwa kana Nhevedzwa dzeZvidyo (nutrient cycles).
- Kuhwiridzira kana kubwirudza (Repeat an action) apa kureva kupamhidza kana kudzokorora.
- Mutandira (system).
Zvakakosha kuzivisana kuti mazwi ari pano haako kuShona inotaurwa pari nhasi muna 2016.