Mutembo sezita
Mutembo izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Charles Mutembo; Mutembo Ndeke; Munyaradzi Mutembo; Priscilla Mutembo.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Lenje inoti mutembo (n. Pole used by two men carrying a load between them) vachireva mutembo.
- Lenje inoti temba (v. carry a load on pole between two men carrying) vachireva kutembedzana kana kutemba.
- Nyanja inoti mutembo (n. any load carried on a pole held by two men between them) vachireva mutembo.
- Mandinka vanoti tembe (to be level with; equal in length). Mamwe mazwi: temboo (level; extent of time). Tembering (level, equal).