Mutombi sezita
Mutombi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Congo Kinshasa neAngola.
- Vanhu vane zita iri: Gedeon Mutombi; Tinashe Mutombi; Placide Mutombi; Divina Mutombi.
- Mazwi ari pedyo: Mutomba sezita; Mutombe sezita; nhomba, Chinotomba sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.