Mutomba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tonderai Mutomba; Tinashe Mutomba; Kudakwashe Mutomba.
  • Mutomba (principal roof supporting pole).
  • Mutomba (salt from ashes of mutsangidze)

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tariro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Umbundu vanoti tomba kana tima (despise), kureva kuzvidza. Herero vanoti tomba (v. grind coarsely).
  • Nsenga vanoti tomba (an inheritance). Mamwe mazwi: tombana (v. gather together).
  • Sangho vanoti tomba (v. to chase and catch; to pursue so as to catch; to drive away).
  • Kimbundu vanoti mutombe (n. ridge, high point that can be seen in the distance). Fananidzi nokuti dombo.
  • Kimbundu inoti kutomba (v. hunt) kureva kuvhima. Mamwe mazwi: mutombi (n. hunter) kureva muvhimi.