Kutonda

(Redirected from Mutondwe)

Shoko rokuti kutonda (to face; see straight; aim straight) rinoreva kutarisa wakati kwakananga maziso ndiko kwakananga chiso.

Kurerutsa MutauroEdit

  • Donda (1. Come across i.e happen to find; 2. Point to; 3. Head for a destination) kunanga kana kutonda.
  • Zviuya hazvidondani: it never happens that two perfect people get married.
  • Madondekana nenguva: you arrived at the right time.

Kurerutsa Mutauro yeBantuEdit

  • VaLenje vanoti tondeka (point with finger; point out; point at; show; aim at) vachireva kutondeka.
  • VaKomo vanoti dhonda (v. find, meet, rejoin).