Mutsetse sezita
Mutsetse izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tafadzwa Mutsetse; Tonderai Mutsetse; Justice Mutsetse; Precious Mutsetse.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- South Sotho vanoti motshetshe (n. Cussonia spicata; Cussonia paniculata) kureva musheme.
- Sepedi vanoti motshetshe kana motsetse (n. Cussonia spicata) kureva mufenje.