Mutsvoritsvoto (n. Dovyalis caffra. Kei-apple) rudzi rwemuti unowanikwa muAfrica munyika dzinoti: DRC, Uganda, Kenya, Tanzania, Malawi, Mozambique, Zambia, Zimbabwe, Botswana, Namibia, Eswatini neSouth Africa.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Mapikicha chinjirudza

Zvakakochekwa chinjirudza