Mutupa izita remhuri rinowanikwa muZambia neCongo, Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Kasonde Mutupa; Lazarus Mutupa; Justine Mutupa; Chanchan Mutupa.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.