Mutwezu sezita
Mutwezu kana Mutuezu izita remhuri rinowanikwa muNamibia.
- Vanhu vane zita iri: Olaga Mutwezu; Mutwezu Katoni; Moesha Mutwezu; Vethakuhe Mutuezu.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. CPane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Herero vanoti omu-tunda kana omutuezu (n. corpulent person). Mamwe mazwi: omundu omutuezu (n. corpulent person).