Kuumba

(runangakatsva kubva kuMuumbi)

Kuumba kana kuwumba (mould, shape, form).

Muumbi wehari (a potter).

  • Musikana anonzi Raviro akaumbwa wena - (she is well-formed or well-shaped).

Mamwe Mazwi

chinjirudza

Mazwi aya anotaurwa kuKalanga:

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaSwahili vanoti umba (form, shape, make, (rel.) create).
  • VaSwahili vanoti kiumbe (1. creature; 2. human being).
  • VaWanga vanoti okhulonga (create; make; more particularly to form existing raw material into something new; e.g. pottery) kureva kuumba.