Mwana Muparadzi (prodigal son) inyaya iri mubhaibheri inotaurwa mwana akakumbira kupiwa nhaka yababa vake vachiri vapenyu, iye ndokuenda akanoparadza pfuma iyi nepfambi neshamwari. Mushure mezvi akazogumisidza oshanda basa rekuchengeta nguruve - aiva nenzara zvekuti akafunga kudya zvaidyiwa nenguruve. Panguva iyi akayeuka kuti vashandi vababa vake vaiwana chokudya chakakwana, akati zviri nani ndidzokere kuna baba vangu ndive mushandi wavo.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaChewa vanoti kusakaza (to be prodigal; to spend up prodigally).
  • VaChewa vanoti kusakaza (prodigality).
  • Kimbundu vanoti kiúmbe kana mukuozanga (prodigal).