Mwazha
Mwazha izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Paul Mwazha mutungamiri Chechi yekwa Mwazha.
Mitauro yeBantuEdit
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.