Mwenga sezita
Mwenga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Mwenga zvinoreva mukadzi ari kuchata pamuchato.
- Vanhu vakakurumbira vane zita iri: David Mwenga aiva maneja weAir Zimbabwe kuLondon.
Mitauro yeAfrika chinjirudza
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.